Christ in Song Christ in Song Shona

Kristu MuNzwiyo · Christ in Song Shona

154. Murindi Ndiudze

M’rindi nditaurire
Nekuyedza kweZioni
Zvioniso zvekuuya kwake
Zwaonwa here
M’fambi simuka ona
Kunze koda kuyedza
Zvipfekedze nguwo dzako
Kwaedza chimuka

M’rindi, ona kupenya
Kovhenekera zvese
Zvionso pasi rese
Manenj’ emusi m’kuru
Apo tsuri inorira
Kum’tsa vese vakafa
Kubva munyika ne nyanza,
Vapfeka kusaora

Murindi ona kupenya,
Kwegore reSabata
Vese vanodaidzira,
Umambo hwave petyo
Mufambi ndoona mbiri
Nyikayo yeKenani
Nemusha wakanakisa,
Wakakwirira kwazvo

Muguta’ro rendarama,
Pachigaro chopenya
Pana mambo akanaka
Otonga nyika yese
Umo mumakomo ayo,
Maranzi anopenya
Mumhendero menzizidzo
Munokura maruva

Murindi nyika yapetyo,
Michero nemaruva
O mhiriyo kunofadza
Mitiyo ye Edeni
Inzwa mavi anoimba
Owungira mumweya
Ne mazana anoimba
Tese tichazo vako

Help keep these hymns free

Your donation can help maintain the website, improve accessibility and keep the hymns freely available.

Hymn details

Hymnal: Kristu MuNzwiyo

Search name: Christ in Song Shona

Language: Shona

Hymn number: 154

Permanent page: number and title URL

This page preserves Murindi Ndiudze as Hymn 154 in Kristu MuNzwiyo. It is part of the Christ in Song Shona collection within a multilingual Adventist hymn archive built for reading, searching, sharing and comparing hymn traditions across languages.

Use the previous and next buttons to continue through this hymnal, or return to the collection page to search by number and title. The reading tools above let you adjust text size, save favourites and share the hymn with others.

Reading and preservation note

Historic and regional hymn texts can contain spelling differences, older punctuation, local wording and transcription variations. This archive keeps the hymns searchable while allowing future corrections and improvements to be made carefully.