Kristu MuNzwiyo · Christ in Song Shona
232. Handi Zomusiyi Imwi
Handizokusiyi iwe
Handizokurambiba
Ndinozokutungamira
Pamusana petsitsi
Usatyeba chakaipa
Tora mazano angu
Apo mhepo yakubata
Ndidane m’munamato
Ndichakugumbatira iwe
Ndikutungamirire
Ndicharuramisa nzira yako
Muzviyedzozvo
Kuti denga rapenya
Kose, kose kwajeka
Rufaro rwozoyerera
Zvino zvose zvofara
Ini ndinozova newe
Ndinokutungamira
Kana mwoyo wa’ne dima
Wazara kupokana
Ndinozokujekesera
Nemukati memhute
Mureza mureza
Ini ndinozousimudza
Help keep these hymns free
Your donation can help maintain the website, improve accessibility and keep the hymns freely available.
♥ DonateHymn details
Hymnal: Kristu MuNzwiyo
Search name: Christ in Song Shona
Language: Shona
Hymn number: 232
Permanent page: number and title URL
This page preserves Handi Zomusiyi Imwi as Hymn 232 in Kristu MuNzwiyo. It is part of the Christ in Song Shona collection within a multilingual Adventist hymn archive built for reading, searching, sharing and comparing hymn traditions across languages.
Use the previous and next buttons to continue through this hymnal, or return to the collection page to search by number and title. The reading tools above let you adjust text size, save favourites and share the hymn with others.
Reading and preservation note
Historic and regional hymn texts can contain spelling differences, older punctuation, local wording and transcription variations. This archive keeps the hymns searchable while allowing future corrections and improvements to be made carefully.