Kristu MuNzwiyo · Christ in Song Shona
249. Kwasara Makumi Mapfumbamwe
Kwakasara makumi mapfumbamwe, Mudanga iro rehwayi
Imwe yarasika kure, Kubva pazambararo rendarama
Kure kumakomo anotonhora, Kubva kune mufudzi vakanaka
Kure kune mufudzi vakanaka
Makumi mapfumbamwe ari pano, Haanga kwaniri here?
Mufudzi akati imwe hapana, Yakapumhukira musango
Kana nzira yakashatisa sei, Ndo’enda kugwenga kundotsvaka
Ndoenda kugwenga, kundotsvaka
Vaponeswa havazivi udzamuhwu,
Hwemvurayo, yakabirwa Kuti awane hwayi yake,
Kure kure kugwenga yakachema Yavapetyo nekuda kuti ife
Kure Kure kugwenga yakachema Yavapetyo nekuda kuti ife
Tenzi iri ropa rabvakupiko, Rataona pamakomo
Rakateukira akarasika Asi mufudzi amudzora
Kongenyi maoko ane madzvadzi, Akabaiwa neminzwa usiku
Akabaiwa neminzwa usiku
Makomo ese arikutinhira, Nekunzwika mumawere
Kudaidzira kunobva kudenga, Farayi hwai yaonekwa
Ngirosi dzinoimba pachigaro, Ngekuti hwayi yavamwa
Farayi ngekuti hwai yavanwa
Help keep these hymns free
Your donation can help maintain the website, improve accessibility and keep the hymns freely available.
♥ DonateHymn details
Hymnal: Kristu MuNzwiyo
Search name: Christ in Song Shona
Language: Shona
Hymn number: 249
Permanent page: number and title URL
This page preserves Kwasara Makumi Mapfumbamwe as Hymn 249 in Kristu MuNzwiyo. It is part of the Christ in Song Shona collection within a multilingual Adventist hymn archive built for reading, searching, sharing and comparing hymn traditions across languages.
Use the previous and next buttons to continue through this hymnal, or return to the collection page to search by number and title. The reading tools above let you adjust text size, save favourites and share the hymn with others.
Reading and preservation note
Historic and regional hymn texts can contain spelling differences, older punctuation, local wording and transcription variations. This archive keeps the hymns searchable while allowing future corrections and improvements to be made carefully.