Christ in Song Christ in Song Shona

Kristu MuNzwiyo · Christ in Song Shona

68. Ndaponeswa

Ndinoda kutaura kuti
Ndaponeswa ngeropa’ro
Pamsana’po pemutsa wake
Ndichagara kumusha’ko

CHORUS
Ndaponeswa,
Ngeropa rake, reNyenye
Ndaponeswa,
Zvendichiri mwana wake

Ndinofara ngekuti Jesu
Auya kundiponesa
Ngekuti kupenya kwake’ko
Kuri kunditungamira

Ndinotondera Muponesi
Ndichiri kufunga ndiye
Ndirikuimba nguva dzese
Ngerudo rukuru rwake

Ndichamuona Mambo wangu
Ndoita mutemo wake
Achiri kunditungamira
Dakara kumusha kwake

Chiripo chiremba kudenga
Chinondimirira ini
Tichaenda ngekukasika
Kumusha wake’wo Tenzi

Help keep these hymns free

Your donation can help maintain the website, improve accessibility and keep the hymns freely available.

Hymn details

Hymnal: Kristu MuNzwiyo

Search name: Christ in Song Shona

Language: Shona

Hymn number: 68

Permanent page: number and title URL

This page preserves Ndaponeswa as Hymn 68 in Kristu MuNzwiyo. It is part of the Christ in Song Shona collection within a multilingual Adventist hymn archive built for reading, searching, sharing and comparing hymn traditions across languages.

Use the previous and next buttons to continue through this hymnal, or return to the collection page to search by number and title. The reading tools above let you adjust text size, save favourites and share the hymn with others.

Reading and preservation note

Historic and regional hymn texts can contain spelling differences, older punctuation, local wording and transcription variations. This archive keeps the hymns searchable while allowing future corrections and improvements to be made carefully.